SHE Wedenga wedu
RCZ Nziyo 170
Uit den Hemel teeder. Kinderharp 4.
1
SHE Wedenga wedu Unoone’su; :/: Nyange tiri vana, Wotidanawo. :/:
2
Neminyengetero Unosinzwawo; :/: Nounyoro hwake Unorinde’su. :/:
3
Sadza redu rose Unotipe’su; :/: Namaoko ose Wotibatawo. :/:
4
Udza vana vose Kuti Jesu SHE :/: Unotida tose, Nesu timude! :/:
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.