Wafire nyika Jesu SHE
RCZ Nziyo 225
Jesus for varlden. Sv. Ps. 519.
1
Wafire nyika Jesu SHE Meso apodzwe, ndione. Wakabayirwa Gorogota’ko, Ndidzikinurwe nemiwo.
2
Runoshamisa rudo ’rwu. Hapana munhu unarwo, Ndaponesiwa naye SHE, Ngandive wake muushe
3
Ngandive mwana wenyu, SHE. Ndisesedzei zvokwadi, Ndigofarira murudo Kumuvigira upenyu.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.