Bhaibheri

Wafa Muponesi pachinjikano

RCZ Nziyo 226

Look to the Saviour. Sank. 566.

1

Wafa M’ponesi pachinjikano, Ndini mutadzi ndafirwa na’ye Ndinosukiwa neropa rake. Ndakawana ushe

Chorus

Ndakawana ushe. Ndakawana ushe Unganatsiwa mwoyo wangu, Ndakawana ushe,

2

Ndicho chidziva cheropa rake, Bwose utadzi bwosukwa nacho. Machiri ungandisuka Jesu. Ndakawana ushe.

3

Ndakaponeswa ndokatyamara. Jesu ugere mumwoyo mangu. Wakapindira pachinjikano. Ndakawana ushe.

4

Iwe mutadzi, uuye zvino, Uise mweya paMuponesi. Uya ungure muropa rake, Ungawana ushe.

Chorus

Ungawana ushe, Ungawana ushe, Unganatsiwa, mwoyo wako, Ungawana ushe.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.