Mwoyo wangu unofara sei
RCZ Korasi 10
In my heart there rings Melody. Chor. 304.
1
Mwoyo wangu unofara sei, Jesu unondida ndingaonga nei? Mwoyo wangu unofara sei, Unofarisisa sei.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.