Bhaibheri

Udza Nyaya Yakanaka

Salvation Army · Nziyo · 196

Tell Out Wonderful Story

1

Udza nyaya yakanaka, Kwose kwowoenda; Mambo nokubwinya kwake Nokutida kwake Ndiyo nyaya inokosha, Takanunurwa naJesu, Ungaudze nyaya tsvene, Iwewe.

Chorus

Ungaudze nyaya tsvene, Iwewew; Ungaudze mumwe wako, Uchatura m'toro wake, Ungaudze nyaya tsvene, Iwewe.

2

Hapana imwe nyaya zve Ingataurwe panyika, Mukutadza wakatida, Ngoni dzake zhinji, Mukudzunga wotitsvaka, Wotidzora kuna Baba, Ungaudze nyaya tsvene, Iwewe.

3

Inyaya tsvene yaJsesu, Kuvatadzi vose; Inyaya tsvene yetsitsi, Jesu wovarapa; Kuvanunura vatadzi, Ungaudze nyaya tsvene, Iwewe.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.