Bhaibheri

Kritsu,'she, Worugare

Salvation Army · Nziyo · 216

Christ Of Glory, Prince Of Peace

1

Kritsu 'She, worugare, Ndipei hwenyu upenyu; Kwandiri huratidzwe Upenyu hwenyu chete. Garai neni, vaone Kritsu ari mandiri.

2

Pindurai chido changu, Nditsvenisei nomoto; Poresai zvinorwadza Ndifemerei upenyu; Ndizadzei zvino kuti Kritsu ave mandiri.

3

Ndipei ngoni dzenyu, Ishe Kununura vatadzi; Upenyu tungamirai, Zvinyoronyoro zvose; Kuti nyika ione Kritsu chete mandiri.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.