A Charge To Keep
1
Ndine rangu basa, Rukukudza Ishe, Nerokuponisa mweya, Denga ukodzere.
2
Kuti ndiyamure , Ndofanira kuti, Simba rangu rishandiswe, Mukuda kwatenzi.
3
Ngandichengetedzwe, Ndibatsirei imi, Ishe, mundigadzirewo Ndikupei nhoroondo.
4
Ndoda kuteura, Nokuvimba nemi, Ndikakundika ndichifa, Nokusingapere.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.