Bhaibheri

'she Jesu, Ndinoda

Salvation Army · Nziyo · 229

Chorus

KURURAMISWA

1

Lord Jesus, I Long Lord jesus, I long, 344 Ab; St Denio,84 Ab

2

'She Jesu, ndinoda kuramiswa, Ndinoda kuti mugare mandiri' Bisai zvivi zvose,mukunde mhandu; Mundishambidze, ndichene sechando

Chorus

Ngandichene, ndichene sechando, Mundishambidze,ndichene sechando.

3

'She Jesu, zvose zvisingafanire, Neropa renyu ngazvitsveniswe; Ndinosiya zvose ndicheniswewo; Mundi shambidze, ndichene sechando

4

'She Jesu, ndomira ndichishirira, Mukati mangu sikai mwoyo mutsva; Kune vanotsvaka hamurambe, sva! Mundishambidze, ndichene sechando.

5

Rutendo runondipa ropafadzo, Mweya wangu chimurumbidza Ishe; Kuteura kwangu kune mhinduro, Ropa rinondichenesa sechando.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.