Jesus Loves Me
1
Jesu wandida ini ! Rinodaro Bhaibheri; Nevadiki ndevake, Achavapa masimba. Jesu wandida ! Jesu wandida ! Jesu wandida ! Rodaro Bhaibheri.
2
Jesu wakandifira, Nokuzarura denga; Wozondishambidza zvivi; Mwana wake ndipinde.
3
Jesu wondida ! Wogara pedyo neni; Ndikamuda, ndozofa, Wonditora kudenga.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.