Jesus Wants Me For A Sunbeam
1
Jesu wati ndive m'ranzi, Ndimuvhenekere, Ndimufadze nguva dzose, Nakwose kwandiri. Muranzi, muranzi, Jesu wati ndive m'ranzi, Muranzi, muranzi Ndive muranzi wake.
2
Jesu wati ndive vose, Netsitsi kwavari; Ndivaratidze kufara, Muuduku hwangu.
3
Ndokumbira, Jesu, kuti Mwoyo usatadze; Ndigarofunga zvitsvene, Ndimuvhenekere.
4
Ndichave mwenje waJesu, Kana ndichiedzwa; Ndoshanda nguva nenguva, Ndozogara naye.
Chorus
Nellie Talbolt.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.