O Joyful Sound, O Glorious Hour
1
Izwi rinofadza nyika, Rinoti: Kristu wamuka, Wakabva muguva! Imbai mumurumbidze, Iye wakakunda kufa, Nokutiponisa.
Chorus
Aripo, anesu, Mununuri achiripo.
2
Wakamuka muvakafa, Kuti ave Tenzi wedu, Kutipa upenyu; Kunyange vatsvene vofa, Vokunda pamwe naIye, Ishe, Mambo wavo.
3
Zvino, hatingatye guva, Nokuti wakatifira, Achatimutsa; Kunyange miviri yofa, Yomutswa nesimba raShe,
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.