Nanda Rinochenisa
SDA Nziyo 119
1
Ndinoona nanda dzvuku Tsime rakadzama, Jesu Tenzi Muponesi Wakatifirayo.
Chorus
Tsime iro ndoriwona Iro rinondichenesa; Kudza Tenzi! Rochenesa, Kudza Tenzi rochenesa.
2
Nda wona upenyu hutswa Ndanzwa ropa Rake; Zwitema zwese zwapera Apo patsimero.
3
Ndamuka ndaitwa mutswa Nembiri yedenga; Ne mwoyo nenguwo chenaa Na Kristu mandiri
4
Chishamiso tsitsi dzake, Ropa Rake pasi; Muziwenyi Jesu chete wakati nunura.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.