Bhaibheri

Ndinodayira

SDA · Nziyo · 120

Language

1

Baba ndouya kwamuri; Hakuna umwezwe! Kuti mandisiya ndeda; O ndinoendepi.

Chorus

Ndodaira iye zvino, Jesu wandifira, Ropa Rake raparara, kuchenesa ini.

2

Mwana wenyu ndom’daira, ndinzwe simba renyu, Zvidiso zvangu zvazadzwa, mune ino nguva.

3

Muvambi verudairo, Ndotarisa imwi, Ndogashira chipo chenyu; Ndiponeswe nacho.

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.