1
Muponesi mambo wangu, wandifira ini; Akafira munhu, akaita seni here?
Chorus
Pamuchinjikondakaona kupenya, Apo m’toro wemwoyo wabviswa (wabviswa) Ndipo ndakazowamba kuona, Zvino ndinozofara kwazvo.
2
Pam’sana pangu, Akaturikwa pamuti here? Tsitsi, ngoni nerudo, Zvinoshamisa kwazvo!
3
Urombo hahukwanisi, K’ripa mhosva yangu; Tenzi ndizvipira, Ndizvo-chete ndingaite!
At The Cross.
1
Alas! And did my Saviour bleed, And did my Sovereign die? Would he devote that sacred head, For such a worm as I?
Chorus
At the cross, at the cross, where I first saw the light, And the burden of my heart rolled away (rolled away) It was there by faith I received my sight, And now I am happy all the way.
2
Was it for deeds that I have done, He groaned upon the tree? Amazing pity, grace unknown, And love beyond degree!
3
But drops of grief can ne’er repay, The debt of love I owe; Here, Lord, I give myself away, ‘Tis all that I can do!
Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.