Bhaibheri

Handi Zomusiyi Imwi

SDA · Nziyo · 232

Language

1

Handizokusiyi iwe Handizokurambiba Ndinozokutungamira Pamusana petsitsi Usatyeba chakaipa Tora mazano angu

2

Apo mhepo yakubata Ndidane m’munamato Ndichakugumbatira iwe Ndikutungamirire Ndicharuramisa nzira yako Muzviyedzozvo

3

Kuti denga rapenya Kose, kose kwajeka Rufaro rwozoyerera Zvino zvose zvofara Ini ndinozova newe Ndinokutungamira

4

Kana mwoyo wa’ne dima Wazara kupokana Ndinozokujekesera Nemukati memhute Mureza mureza Ini ndinozousimudza

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.