1
Nd’udze nyaya yekare, Yezviro zvekudenga Yekupenya kwaJesu, Nerudo rwaJesu Taura nyaya zvinyoro, Semwana muduku Zvondiri wakane Ndisisinasimba
2
CHORUSNd’udze nyaya yekare, Nd’udze nyaya yekare Nd’udze nyaya yekare, Yerudo rwaJesu
3
Nd’udze nyaya yekare,Neinzwi reidi Funga ini mutadzi,Akafirwa naye Ndiudze nguva dzese Kuti uchizowa munyaradzi Panguva yematambudziko
4
Nd’udze nyaya yekare, Une zvaunotya Pasi risinambiri, Rinondi konjera (womera) Hunde nyika yembiri, Iri kuwonekwa Nd’udze nyaya yekare! Jesu ochenura
Tell Me The Old, Old Story.
1
Tell me the old, old story, Of unseen things above, Of Jesus and His glory, Of Jesus and His love. Tell me the story simply, As to a little child, For I am weak and weary, And helpless and defiled.
Chorus
Tell me the old, old story, Tell me the old, old story, Tell me the old, old story,Of Jesus and His love.
2
Tell me the story slowly, That I may take it in,That wonderful redemption, God’s remedy for sin. Tell me the story often, For I forget so soon;The early dew of morning, Has passed away at noon.
3
Tell me the same old story, When you have cause to fear,That this world’s empty glory,Is costing me too dear, Yes, and when that world’s glory,Is dawning on my soul, Tell me the old, old story,Christ Jesus makes thee whole.
Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.