Bhaibheri

Ndazvipira Zvese

SDA Nziyo 25

1

Zvese, Jesu, ndazvipira, KwaMuponesi wangu, Ndosimbira nekumuda, O, chengeta upenyu

Chorus

Zvese ndikupa, Zvese ndikupa, Zvese kuna Muponesi, Zvese ndikupa

2

Zvese, Jesu, ndazvipira, Tenzi pamberi penyu, Ndarega pfuma dzepasi, Mundigashire Jesu

3

Zvese, Jesu, ndazvipira, Ndinofanana nemwi, Ndizadzenyi Mweya wenyu, Muri wangu M’ponesi

4

Zvese, Jesu, ndazvipira, Ndanzwa moto mutsvene, O, rufaro rweupenyu. Mbiri, Mbiri kunemwi

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.