1
Sezvo ndiri, asi Jesu, Pam'chinjiko wandifira, Nekuti wandidaidza, Nyenye yaMwari, ndauya
2
Sezvo ndiri, handiyedzi, Moyo wangu kuchenesa, Asi munondiyeresa, Nyenye yaMwari, ndauya
3
Sezvo ndiri, ndatambudzwa, Nekutya nekupokana, Zvepasi zvinondiyedza, Nyenye yaMwari, ndauya
4
Sezvo ndiri, ndinoshaya, Ndine hurombo, hwebofu, Asi zvese munondipa, Nyenye yaMwari, ndauya
5
Sezvo ndiri, ndinouya, Kuti mundisunungure Ngekuti ndinodawira, Nyenye yaMwari, ndauya
6
Sezvo ndiri, rudo rwako, Rwandikurira mumoyo, Ndiri wako wega zvino, Nyenye yaMwari ndauya
Just As I Am
1
Just as I am, without one plea, but that thy blood was shed for me, And that thou bid`st me come to Thee, O Lamb of God, I come, I come
2
Just as I am, and waiting not, to rid my soul of one dark blot, To thee whose blood can cleanse each spot, O Lamb of God, I come, I come
3
Just as I am, though tossed about, with many` a conflict, many` a doubt- “Fightings within, and fears without, O Lamb of God, I come, I come.
4
Just as I am, poor, wretched, blind- sight, riches, healing of the mind, Yes, all I need, in thee to find, O Lamb of God, I come, I come.
5
Just as I am, thou wilt receive, wilt welcome, pardon, cleanse, relieve; Because thy promise I believe, O lamb of God, I come, I come.
6
Just as I am, thy love I own, has broken ev`ry barrier down; Now to be thine, and thine alone, O Lamb of God, I come, I come.
Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.