Bhaibheri

Mutibhabhatidzezve

SDA Nziyo 51

1

Tibhabhatidze nesimba guru Muponesi uyai nerudo rwenyu

Chorus

Tirikukuteta, Mambo Jesuzve Kubva muchitema mutisambidze

2

Tirikuchema, hatifanire Kubva muchitema mutisambidze

3

Njiva yaMwari, dzikai kunesu Mutikomborere ngemutsa wenyu

4

Inzwanyi izwi rabva kudenga Uri mudikanwi, unondifadza

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.