1
Uyai Mweya wakachena, Mundikomborerenyi Kuti mwoyo wangu ucha Kukudza nguva dzose Ndidzidzisenyi kukuda Kuziva zvakanaka Zvechikariro chembiri Chinondipa kufara
2
Ndauya kunemwi Tenzi Munozondibatsira Ndinosimbira kunemwi Mundiswitse kumusha Jesu wakandi tsvakisa Ndanga ndiri mufambi Mudambudzo wandibvisa Nge ropa rake iri
3
Ndagashira mutsa wenyu Ndinomuitirenyi? Ndipenyi kunaka kwenyu Ndosungirwa kunemwi Nguva dzese ndarasika Kubva munzira yenyu Ndiri pano hangu Baba Batisa mwoyo wangu
Come, Thou Fount Of Every Blessing.
1
Come, thou fount of every blessing,Tune my heart to sing thy grace; Streams of mercy, never ceasing, call for songs of loudest praise. Teach me ever to adore thee, may I still thy goodness prove, While the hope of endless glory, Fills my heart with joy and love.
2
Here I raise my Ebenezer, hither by thy help I’ve come; And I hope by thy good pleasure, Safely to arrive at home. Jesus sought me when a stranger, Wand’ring from the fold of God; He to rescue me from all danger, Interposed his precious blood
3
O, to grace how great a debtor, daily I’m constrained to be! Let thy goodness like a fetter; Bind me closer still to thee; Prone to wander, Lord I feel it, Prone to leave the God I love, Here’s my heart, O, take and seal it; Seal it for thy courts above.
Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.