Bhaibheri

Uyai Imi Mune Nyota

UMC Nziyo 115

1

Uyai imi mune nyota kuna Muponesi Uyo anopa mweya weupenyu uhu.

2

Huyayi, imi mese, zvino kune tsime rake, Munwe mvura yeupenyu, hamuchafaba.

3

Wonayi Muponesi wenyu, anomumirira, Ane simba zvirokwazvo kuponesa mese.

4

Hakuna nemutengo, kwete, asi rudo rwenyu, Siyai zvinhu zvenyu zvese, mutevere Jesu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.