Upenyu Hwangu Nemasimba
UMC Nziyo 155
1
Upenyu hwangu nemasimba Ndinozvipa kuna Jesu, Kuti ndiwe munhu wenyu Nekusingaperi.
Chorus
Ndomugarira Muponesi Ndinofara misi yese, Ndinomusandira Tenzi Nekusingaperi.
2
Kunemi, Muponesi wangu Ndinomupa rudo rwangu, Kuva mutendeki wenyu, Mutumiki wenyu.
3
Chitsidzo chenyu chakanaka, Ndinotenda zvino pano, Kuti munonditambira Navo vanotenda.
4
M'ponesi, imi makafira Kuponesa mweya wangu, Ndakanatsa kuzivisa, Muri Mwari wedi.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.