Bhaibheri

Pasi Pemakumbo Jesu

UMC Nziyo 156

1

Pasi pemakumbo Jesu Pane mazwi akakomba, Nzvimbo yakanaka kwazvo Apo ndakasunungurwa. Pasi pemakumbo Jesu Ndinodzidza misi yese, Rudo rwakafira ini Ndashamiswa zvakadai.

2

Pasi pemakumbo Jesu Ndakakomborerwa pano, Pano ndakazvirereka, Zvino ndine ruzororo; Pasi pemakumbo Jesu, Nzvimbo yekumukumbira. Ndotambira simba pano Rekuteerera Baba.

3

Pasi pemakumbo Jesu Ndinogara nekugara, Ndoda kudzidziswa nemi, Ndoda mwoyo wakachena, Ndicheneseseyi, Tenzi, Mundiite mwana wenyu Kuti ndijekese rudo Muupenyu hwangu hwese.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.