Bhaibheri

Ngatiimbe Nengirosi

UMC Nziyo 18

1

Ngatiimbe nengirosi Dzirimberi kwake, Ndimi dzadzo dziri zhinji Ngatifare pamwe.

2

Wakanaka ndiJehova, Wakatuma Jesu Kuponesa vanhu vese Vari pasi pano.

3

Wakanaka Muponesi Kugashira vese, Rudo nerukomborero Zviri zvake iye.

4

Zvinhu zvakasikwa naye Zvinokudza iye, Pamwe nemarudzi ese Ari nyika dzese.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.