Bhaibheri

Ndom'tevera

UMC Nziyo 235

1

Ndom'tevera, ndom'tevera, ndom'tevera, Jesu.

2

Ndakasungwa, ndakasungwa, ndakasungwa, Jesu.

3

Sunungura, sunungura, sunungura, Jesu.

4

Vafundisi udzai vanhu kuti nyika ichapera.

5

Vana vedu, vana vedu, vana vedu, Jesu.

6

Chidanana chera mwena mvura zhinji ichanaya.

7

Vasimbise, vasimbise, vasimbise, Jesu.

8

Nyika yedu, nyika yedu, nyika yedu, Jesu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.