Bhaibheri

Chinyarara Mwoyo Wangu

UMC Nziyo 238

1

Chinyarara mwoyo wangu Jesu ndiye Mwari Zviro zvese zviri pasi zvakasikwa ndiye.

Chorus

Kristu huyai, Kristu huyai, Hunde huyai Tenzi.

2

Chinyarara, mwoyo wangu, una mambo kwaye, Unotenda kuna Mwari, tenda kuna Jesu.

3

Chinyarara, mwoyo wangu, Jesu anowaka Imba yako yakanaka kune denga rake.

4

Chinyarara, mwoyo wangu, unokomborerwa, Haugari nguva ndefu, uchasvika denga.

5

Chinyarara, mwoyo wangu, Jesu ndiye Mwari Kuda kwake kwakanaka, ngakuitwe naye.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.