Bhaibheri

Mbiri Kuna'She

UMC Nziyo 27

1

Mbiri kuna'She, tokudza! Wakatuma Jesu, tokudza! Kuzotiponesa, tokudza! Mbiri kuna'She, tokudza!

2

Ngatimurumbidze, Tokudza! Imi vanhu mose, Tokudza! Mbiri kunaShe, Tokudza!

3

Huyai tinamate, Tokudza! Mwari wakanaka, Tokudza! Mbiri kunaShe, Tokudza!

4

Anotipa zvose, Tokudza! Zvakatinakira, Tokudza! Mbiri kunaShe, Tokudza!

5

Ipai zvikudzo, Tokudza! Kuna Mwari wedu, Tokudza! Mbiri kunaShe, Tokudza!

6

Vakomana woye, Tokudza! Vasikana woye,Tokudza! Mbiri kunaShe, Tokudza!

7

Vanamai woye, Tokudza! Vanababa woye, Tokudza! Mbiri kunaShe, Tokudza! Mbiri kunaShe, Tokudza!

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.