Bhaibheri

Ndiri Kufamba

UMC Nziyo 279

1

Ndiri kufamba ndiri parwendo Ndiri kutsvaga musha waMwari, Jesu wakati handikusiyi Izwi raKristu harizotadzi.

Chorus

Ndiri kukwira ndiri kukwira Kuenda kudenga kuenda kudenga, Halleluya ndiri kuimba Ndiri kukwira kuenda kum'soro.

2

Ndabva mudima rekusaiziva, Zvino ndawona, Jesu ndewangu, Ndiye rujeko, ari zvenzira, Ndiri kukwira, kuenda kumsoro.

3

Asi rurimi harukwanisi Kushumaira zviro zvemwoyo, Ndiri kuimba pamangwanani, Nepausiku, nemasikati.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.