Ishe Wedenga
UMC Nziyo 69
1
Ishe wedenga Makaruramisa, O Jesu Muponesi Ndinomudisa, Ndinomukudza, Muchinda anondifadza.
2
Minda yaIshe Mitunhu mikuru Zvinofadzawo vanhu Asi M'ponesi, Mwana waMwari Ndiye anopinda zvese.
3
Zuva nemwedzi Nenyeredzi zvose Zvinojekesa denga Asiwo Tenzi anozvikunda Ndiye anopinda zvese.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.