Bhaibheri

Jesu Ari Kupfuura

UMC Nziyo 72

1

Hozana Hozana Hozana mwana waMwari Wopinda muJerusarema musha waMwari Hozana Hozana Hozana mwana waMwari.

2

Machira akawaridzwa Kupangidza rukudzo. Hosana Hosana Hosana Mwana waMwari.

3

Michindwi yakawaridzwa Kupangidzwa rukudzo. Hosana Hosana Hosana Mwana waMwari.

4

Vamwe Vanhu: Hau2026 Huyai muone, Hau2026. Jesu ari kupfuura.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.