Bhaibheri

Jesu M'ponesi Wangu

UMC Nziyo 85

1

Jesu M'ponesi wangu wainga muguva Kumirira musi werumuko rwake.

Chorus

Wakazomuka mukufa Wakakunda mhandu dzake dzese, Wakamuka achibuda muguva Akakwira denga achigarayo. Wamuka wamuka aleluya wamuka.

2

Wakarinama guva nekuririnda Kuti asambobuda mune guva rake.

3

Rufo rwashaya simba kukunda Mambo, Nembiri yake, Mwari, guva ratsemurwa.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.