Bhaibheri

Jesu Mwana WaMwari

UMC Nziyo 90

1

Jesu mwana waMwari Wakasvika kwatiri, Kuti abvise zvivi Hareruya! muponesi.

2

Wakatukwa nesu wo Nekuda kwezvitadzo, Tipihwe kanganwiro; Hareruya! Muponesi!

3

Wakafira vatadzi, Andichenese ini, Zvino ari naMwari Hareruya! Muponesi!

4

Achadzoka panyika, Achamutsa vakafa; Tichaimba kudenga; Hareruya! Muponesi!

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.