Imbayi Vanhu Imi
UMC Nziyo 91
1
Imbayi vanhu imi rukudzo kuna Jesu Dakara vanhu vese vazive Muponesi, Imbayi vanhu nhasi neropa rinofara Nekuti tina Tenzi mukuru.
2
Imbayi, hama dzedu, nekuti Tenzi wedu, Mupenyu zvino pano, kutipa ndaramiso; Imbayi misi yese nekuti wakamuka Kugara nekugara kutipa ruponeso.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.