Order of Service
UMC Mirairo 7
Nhungamiro Yerusando RweSondo
1
Kurumbidza (Mbira) 2. Rukoko rwekunamata (Vanhu vakamira) 3. Vaimbi 4. Kuimba (Nevanhu vose vakamira) 5. Chitendo cheVapositori (Nevanhu vose vakamira) 6. Munamato wehufudzi (Vanhu vose vakapfugama, munamato unoitwa nemunhu akamiriraChechi yose. Kuti Musandiri aripo, ndiye anoita munamato uyu). 7. Munamato waTENZI 8. Mazwi ekupindurana (Vanhu vakamira) 9. Mbiri kuna Baba (Vanhu vakamira) 10. Zviziviso (naGosa) 11. Mipiro kuna Mwari (Vaimbi vachiimba vanhu vanouya nemipiro yavo mberi, zvakarongeka) 12. Pano panokwanisa kuitwa zvinhu zvakadai nerubhabhatidzo, rusimbiso rwenhengo, kukomborerwakwevana, kunamatira vana vezvikoro, kutumwa kwevatungamiriri kana vaimbi13. Kuimba (vanhu vose) 14. Zviverengo zveBhaibheri 15. Kuimba (vanhu vose) 16. Mharidzo 17. Munamato 18. Panokwanisa kuitwa zvinhu zvakadai neChirariro, Munamato wekukomborera vana, sarudzoyevatungamiriri 19. Rukudzo (Vanhu vose vakamira) 20. Nyasha (Vanhu vose vakamira) 21. Munamato (Umwe neumwe ngaanamatire mumwoyo make) 22. Vaimbi (Vanoimba vanhu vachibuda zvavo).
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.