Inzwa mweya wangu Muponesi
AFM Nziyo 128
Inzwa Mweya Wangu
1
INZWA mweya wangu, Muponesi Wako, Ari kuti zvino “Unondida here?” Zviro zvese pasi zvinotsakatika, Asi rudo rwangu haruzopinduki.
2
“Kuti ukarasa rudo rwakadaro, Unoraswa ndini, unochema kwazvo; Une nguva zvino, ita munhu kwaye, Kuti uchiramba une pfumvu huru”.
3
“Hauzivi here kuti zvakanyorwa, Kuti vanotenda vachatonga pasi; Kuti wazopedza basa rako pano, Uchatonga neni pachigaro changu.”
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.