1
Nhungamiri. JESU Kristu Jesu Kristu,wakaberekwa Vanhu. Wakabarwa, N.Tinofara.V.Areruya-wakabarwa.
2
N.Ona vafudzi ona vafudzi vari kurara V.Wakabarwa N.tinofara V.Areruya-wakabarwa.
3
N.Onai ngerosi onai ngerosi, dzakaonekwa.V.Wakabarwa N.TinofaraV.Areruya-wabarwa.
4
N. Runyararo runyararo, ngaruve pasi V.Wakabarwa, N. Tinofara V.Areruya-wakabarwa.
5
N. Vakaenda vakaenda kunomuona V.Wakabarwa, N .Tinofara V. Areruya-wakabarwa.
6
N. Vakaona vakaona, Mai noMwana V.Wakabarwa, N.Tinofara V.Areruya-wakabarwa.
7
N.Vakapfugama vakapfugama kumunamata V.Wakabarwa N.Tinofara V.Areruya-wakabarwa.
8
N.Ngatiungane ngatiungane, tinamatewo V.Wakabarwa, N.Tinofara V.Areruya-Wakabarwa.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.