Bhaibheri

Beterehema rinopinda

Anglican · Nziyo · 47

Earth hath many a moble city

1

BETEREHEMA rinopinda Misha yese yepasi Tenzi wakabua umo Kutonga vanhu vake.

2

Zvo akabarwa nyenyedzi Yakapenya sezuva Yakadaidzira pasi Mwari waitwa nyama.

3

Vazivi vaMabvazuva Vakaipa zvipo zvavo Ona! Vakapa ndarama Norusenzi nomura.

4

Vakatambidza ndarama Kunaiye saMambo Rusenzi sokuna Mwari Nomura 'zvo achafa.

5

Jesu Iwe wakakudzwa Pakuoniswa kwako Mbiri ngaive kunewe NaBaba noMweyawo.Amen.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.