Bhaibheri

Uyu ndiye Mwanakomana Wangu

Catholic · Nziyo · 1042

J.K. Dzingai

Chorus

M: Uyu ndiye V: All Uyu ndiye mwanakomana wangu, mwanakomana wangu, munzwei munzwei mwanakomana wangu

1

Varimi vakarima musana wangu wavakaita mihoronga mirefu

2

Vakanditambudza kazhinji kubvira paudiki hwangu asi vagere kundikunda

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.