L. Masukume
Chorus
M: Uyuu ndiye mwanakomana wangu V: S/A Uyu ndiye mwanakomana wangu munzwei mwanakomana wangu uyu ndiye mwanakomana wangu wadiwa B ---- Mwanakomana wangu --- wadiwa munzwei --- mwanakomana wangu wadiwaa
1
Varimi vakarima musana wangu
2
Musana wangu wavakaita mihoronga mirefu
3
Vakanditambudza kazhinji kubvira pauduku hwangu
4
Kubvira pauduku hwangu asi vagere kundikunda
Chorus
S Mwanakomana wangu wadiwa munzweii uyu ndiye mwanakomana wangu wadiwaa B Mwanakomana wangu wadiwa munzweii --- mwanakomana wangu wadiwaa
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.