Bhaibheri

Vakarurama Vanogara

Catholic · Nziyo · 1072

A. Shamu Maurunge

Chorus

M Vaka-rurama vanogara V: All Vanogara mumaoko aMwari --- hakune nhamo inovabata M Vakarurama V: All Hakune nhamo inovabata, nhamo inovabata

1

Mumeso amapenzi anotarisika savakafa, asi vanogara murugaree

2

Mwari panguva yaakadzoswa isu vatapwa, takanga takafanana navanorota hope

3

Panguva iyo miromo yedu yakanga izere nokuseka, rurimi rwedu ruzere nokuumba

4

Ipapo vasemi vakati, Mwari akavaitira zvinhu zvikuru

5

Vanodyara nemisodzi, vachacheka nomufaro

6

Vanofamba-famba vachichema vachadzoka nomufaro nezvimwanda zvavo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.