Bhaibheri

Yesu Akati Aberekwa

Catholic · Nziyo · 1122

F. Shamwari

Chorus

M Yesu akati aberekwa V: S/A PaBeterehema reYudhiya, pamazuva aMambo Herod, vachenjeri vakasvika Yerusarema, vachibva mabvazuva B PaBeterehema reYudhiya, pamazuva aMambo Herod tarirai, vachenjeri vakasvika Yerusarema, vachibva mabvazuva

1

Wakazvarwa nokuti takaona nyenyedezi yake

2

Akakokera vapriste vose akavabvunza kuti Kristo achaberekwepi

3

PaBeterehema reYudhiya nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita

4

Iwe Beterehema nyika yeYudhiya hauzi muduku kwazvo kuvabati vaYudha

5

Nokuti kwauri kuchabuda mutungamiriri

6

Achafudza hwai dzangu vaIzirairi

Chorus

S/A Mambo wedu Yesu tauya kuzomunamata B --- Wedu Yesu tauya kuzomunamata

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.