Sr Cecilia Mushayapokuvaka (PBVM)
Chorus
M: Yesu akati chiuyai V: All Munditevere, rumbidzai Mwari nezita rake – zivisai vanhu vose mabasa ake - rumbidzai Mwari nezita rake
1
Muimbirei mumurumbidze
2
Rondedzerai mabasa ake anoshamisa
3
Zvirumbidzei muzita rake rinokosha
4
Mwoyo yavatsvagi vaMwari ngaifare
5
Fungai Mwari nesimba rake
6
Tsvagai chiso chake nguva dzose
7
Rangarirai zvishamiso zvake zvaakaita
8
Zvisikwa zvake, nokutonga kwake
Chorus
All Rumbidzai Mwari nezita rake x2
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.