Bhaibheri

Yesu Akati Kana Munhu

Catholic · Nziyo · 1125

J.H. Chikomo

Chorus

M Yesu akati V: S/A Kana munhu achirasikirwa nomweya wake zvinomubatsireiko kuwanawo-o zvose zvapanyika B Munhu achirasikirwa nomweya wake zvinomubatsireiko --- zvose panyika

1

Chinyoraiwo kwazvo mumweya – mumwoyo nemumifungo Anna...

2

Mashoko awa makuru isu taungana pano namadzimai ose Anna...

3

Madzimai ose ane shungu nevavariro yokutevera makwara enyu Anna...

4

Titsvage zvingabatsire kusvika kumusha wenyu kudenga Anna....

Chorus

M: S Anna Musande ambuya vamuponesi B Tipeiwo kugona kutsvaka zvingatibatsira nehama dzedu.komboreraiwo kusangana kwedu nokunamata kwedu A Tipeiwo kugona kutsvaka zvingatibatsira mumhuri dzedu nehama dzedu. Komboreraiwo kusangana kwedu nokunamata kwedu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.