Bhaibheri

Yesu Akati Kuvadzidzi Vake

Catholic · Nziyo · 1127

C. Takura

Chorus

M: Yesu akati kuvadzidzi vake ndinokupai muenzanisokuti mugosiitawo sezvandakakuitirai Kudavira & Chorus: S/A Kana muine rudo pakati penyu vose vachaziva kuti muri vadzidzi vangu B/T Pakati penyu kana muine rudo vachaziva kuti muri vadzidzi vangu

1

Kunge muchiziva izvi muchakomborerwa kana zviito zvenyu zvichiwirirana nazvo

2

Ndinokupai mutemo mutsva unoti idanai idanai mumwe nomumwe sokuda kwandakakuitirai

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.