Bhaibheri

Yesu Anoti Teererai Munzwe

Catholic · Nziyo · 1134

P.G.N Makuyana

Chorus

M: S/A Yesu anoti Teerereai munzwe V: S/A --- Vakakomborerwa vano-geza hanzu dzavo-ho, dzichichena kuti --- vavevadyi --- vemi-chero yomuti woupenyu --- vachipinda --- napa mazambara. B: Teererai munzwe --- vakakomborerwa vanogeza hanzu dzavo-ho, dzichichena, kuti vave vadyii, vemichero yomuti woupenyu, vachipinda, napamazambara.

1

Munhu akanaka ngaarambe hake achiita chinhu cha-ka-anaka.

2

Uye mutsvene ngaarambre hake-he, ari mutsve-ne.

3

Ndichazouya nemibairo yangu, yokuzopa kuno mumwe nomumwe zvakaenzanirana na-mabasa a-akaita.

Chorus

All: Vakakomborerwa vano-geza hanzu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.