Bhaibheri

Zvino Moyo Wangu Watambudziko

Catholic · Nziyo · 1217

F.Shamwari

Chorus

M: Zvino moyo wangu watambudzika V: S Chiiko chandingataure Baba nguva iyi ngairege kusvika kwandiri B Chandingataure ndingati here --- yamatambudziko ngairege kusvika kwandiri

1

Baba dai zvichibvira dambudziko iri ripfuure

2

Ngazviitwe sokuda kwenyu kwete sokuda kwangu

3

Mweya unoda asi nyama haina simba

Chorus

S Ndiburitsei ndisina chandiwana, Baba kudzai zita renyu B --- Munguva ino chandiwana, kudzai zita renyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.