Bhaibheri

Imi Makachena Mopenya Sezuva

Catholic · Nziyo · 136

O.P.D Tagwasha

Chorus

M: Imi makachena mopenya se-zuva V: S/A Imi mai vangu vakanaka ndoenda ku-piko, ini namatadzo, kwamuri ndouya mai vadiwa. B --- Mai vangu vakanaka ndoenda ku-piko, ini namatadzo --- ndouya mai vadiwa

1

I-mi makachna ndouya mai kwamuri.

2

Mwoyo wangu unosuwa kuva nemi.

3

Munozvinzwa zvose imi amai Maria.

4

Ndi-no-ku-mbi-ra kubatsirwa nemi.

Chorus

S/A Ndoenda ku-piko, ini namatadzo, kwamuri ndouya mai vadiwa. B Ndoenda ku-piko, ini namatadzo --- ndouya mai vadiwa.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.