S.M. Ponde
Chorus
M: Ini ndinokurumbidzai Mambo V: S Nomwoyo wangu wose Mambo B Nomwoyo wangu wose nhai Mambo M: Mweya wangu unopemberera V: All Nomwoyo wose
1
Nokuti wakatarisa netsiye nyoro
2
Murandanando wake
3
Chionai kubvira zvino
4
Marudzi ose achanditi munatswi
5
Nokuti samasimba wakandiitira zvinhu zvikuru
6
Zita rake rinoera
7
Anonzwira tsitsi vanomutya
8
Kubvira chizvarwa nechizvarwa
Chorus
S Ndinokurumbidzai Mwari muponesi wangu ini ndinorumbidza B Ndinokurumbidzai Mwari muponesi wangu --- ndinorumbidza
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.