Fr E.Ribeiro
Chorus
M:B Alleluya wakamuka Alleluya nembiri yose V:S/A Ndinoziva muri kutsvaga Yesu wakarovererwa pachipiyaniso haapo pano wakamuka M:B Alleluya wakamuka Alleluya nembiri yose V:S/A Wawonekwa naMaria alleluya wakamuka wawonekwa naPeter Alleluya wakamuka wawonekwa navadzidzi Alleluya wakamuka
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.