Sr Martin Chikosha (LCBL)
Chorus
M: S/A Kuombera nokufara kwaungana V: All Kwaungana kuombera nokufara kwaungana Vana veMoyo waYesu vaungana Kuitira iwo moyoo vana vaungana – vaungana....
1
Moyo waYesu wadiwa wakatida kwazvo wakatifira ukatipa rupenyu, vaungana
2
Kana satani anouya kutifurira isu tinoti, ibva una manomano, vaungana
3
Yesu nomoyo wose tinoti tiri venyu, tinosema zvakaipa, torega kukutadziraizve, vaungana
Chorus
All Vatenderi uyai mose, tinozvipira, kune iwo moyoo, vana vaungana – vaungana.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.